Sara Woga

Album cover art for "Sara Woga" by De Mthuda & Mr Brown (ZAF)

De Mthuda & Mr Brown (ZAF) - Pop, South Africa

Sara Woga

0 Plays

Duration: 4:57

View Album

Lyrics

Language:

Sara woga sara ugarike sara mai mwana Zverudo zvaramba Sara woga sara ugarike sara mai mwana Zverudo zvaramba Uchawana vanhu vachakunyeperawo sara woga Sara ugarike Uchawana vanhu vachakunyepera kweku tekateka sara woga Sara ugarike Uchawana vanhu vachakunyeperawe Sara wooga sara mai mwana Uchawana vanhu vachakunyeperawe sara woga sara mai mwana Woye woye woye woye woye woye Uchaona vanhue vachakunyepera Sara woga sara ugarike sara mai mwana Zverudo zvaramba Sara woga sara ugarike sara mai mwana Zverudo zvaramba Uchawana vanhu vachakunyeperawo sara woga Sara ugarike Uchawana vanhu vachakunyepera kweku tekateka sara woga Sara ugarike

Rate this song

Rate this song

0/5.0 - 0 Ratings

5
0.0% (0)
4
0.0% (0)
3
0.0% (0)
2
0.0% (0)
1
0.0% (0)

Loading comments...

Credits

Writers
  • Mr Brown (ZAF)
  • Da Muziqal Chef
  • De Mthuda